Abraham Sithole Moyo

Abraham Sithole  Moyo Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Abraham Sithole Moyo, Shopping & retail, Fetakgomo.

kna motumira taurai kt ngezvan
14/11/2024

kna motumira taurai kt ngezvan

who is  the  best
14/11/2024

who is the best

Makhoti  reply
14/11/2024

Makhoti reply

toita sei nema. 2000 ayo
11/11/2024

toita sei nema. 2000 ayo

06/11/2024

*After murume adzoka kumba kunze kwaakuchena🥶🥶4AM*

*Hubby👱🏾‍♂️:* Vhura door iwe

*Wife👱🏽‍♀️:* Ndiyani

*Hubby👱🏾‍♂️:* Asimo mumba imomo ndiyani

*Wife👱🏽‍♀️:* Inguva yekuuya pamba ino munhu anemukadzi shuwa dzokerai kwamanga muri

*Hubby👱🏾‍♂️:* ndaa kunozvikanda mu swimming pool ndife

*Wife👱🏽‍♀️:* Enda handina basa newe

Murume anobva anhonga zid***o ziguru onoriwisira mu swimming pool mukadzi paanonzwa kuwira kwakaita d***o anobva avhura door omhanya ku swimming pool murume onyahwaira nemadziro opinda mumba okiya door.

*Wife👱🏽‍♀️:* Vhurai door mhani imi mopenga here?

*Hubby👱🏾‍♂️:* Mira ndichambo phonera hama dzako dzose kuti dziuye ugotaura kuti ukubvepi nguva ino wakashama.

🤣🤣🤣🤣🤣🤣

saka. mukuda kt t**i. Harris  abirwa futi hre. ngatitaure tinzwe
06/11/2024

saka. mukuda kt t**i. Harris abirwa futi hre. ngatitaure tinzwe

handei nayo  mati number  1 ndeipi apo soko ne shumbanyamuzihwa
06/11/2024

handei nayo mati number 1 ndeipi apo soko ne shumbanyamuzihwa

05/11/2024

murume anodya ma cornflakes haarowe mukadzi bt anondikinya munya vesadza zvozotizve mukadzi anodya munya haa h**e aya ema cornflakes haaa awo munokwira BP chete

04/11/2024

*MaStatus Evanhu vabva kurambana*

1 Minus Problem

2 besides iwewe ndiani rimwe h**e kudzinza kwenyu

3 I don't Care

4 uchati wandigona iwe wandigonera

5 Nzira yekudenga haipfuure nekumba kwenyu

6 Chero wandisiya ndiri mupenyu

7 So long life

8 Kukava Datya kuriyambutsa

9 Zvikaramba ndinoedza zvimwe

10 Ndaigodiii tambo yacho isingasvike kuparafini

11 Uchazoona kukosha kwechikorobho warasa mvura

12 I'm now a Free spirit

13 Kana Bhazi rikaenda kunouya rimwe

14 Hausiriwe last born yeZimbabwe

15 Life goes on uchandifunga hako

16 Kana uriwe chikorobho handife ndakarasa mvura yacho

17 ukarwadziwa neni haupore

18 Zvandibva

19 Zvadirwa Jecha pfoo

20 Single not desperæte

21 wakaita basa ukahukura ndaizoziva sei kuti urimbwa

22 Chero ndiri ndoga ndorarama furi

23 Jesu ndiye munyaradzi wangu

24 Dai kunyengerera iri Subject dai ndine maU

25 pauchaona kukosha kwangu ndinenge ndaenda

26 ndizvo zvawaida kungonditambisa

27 ndaitonyara kukuudza kuti haugezi

28mwari ndivo vanoziva

29 Ndoda kuriBlocker

😂😂😂😂😂😂

Zimbabweans 🙅🏻‍♂

04/11/2024

*🗣️Chiziviso 🇿🇼*ZRP
Irikutipawo mashoko
Echenjedzo nguva ino

*Ndiri kuzviziva kuti mave kundotenga tenga , hembe pamwe chete nezve kudya. Zvino mwana wamai, chinzwaka;*

1. Hakuna basa rinopindwa mustreet, mabasa ari kutonetsa munhu wese. Iwewe luck rako nderei manje? *Chenjera kutorerwa zvishoma zvaunazvo*.

2. Hakuna munhu anodonhedza mari iwewe wobva wangwara zvekuinhonga. Wapedza kunhonga umwe ozvionawo oti handei tino sheyana. *Chinonzi Chadonha*

3. Phone, laptop nezvimwe zvidiki zvinotengwa mushop, ko handiti ari kuzvitengesa panze akazvitengawo mushop here, saka enda imomo. *Chengera kutengeserwa phone covers and laptop covers zvine dhaka mukati*

5. Bhutsu gara wapolisher kumba kwete kuzoda kupolishirwa mutown. *Unobirwa or kubhadhariswa mari yausingagone*

6. Iwewe haubvunzwe madirections hausi google maps kaa iwewe. *Unopedzisira wasvitswa kure ukabirwa*

7. Ukangoona wagumwa nemunhu wauri kupesana naye achiti sorry ibva watoziva kuti pane chatoenda pauri. *Dzidza kufamba usiri pafon unobirwa, be vigilant always*

8. Kwira hako bhazi or kombi ine vanhu because private yauri kuda kukwira yacho haisi yako futi dzese uchango bhadhara. *Its too risky yekubirwa mu private or mutumushika-shika or tuma go faster*

9. Haubatsire munhu wausingazive kuti ashandise phone yako, kana aine dambudziko ngaaende kumapurisa. *Unobirwa phone iyoyo*

10. Zvawakatenga wega mota inodhura, chirega kuda kutsvaga zvima dollar - dollar uchikwidza vanhu vausingazive. *Mota inobiwa ukaita pedestrian futi*

11. Kana wapinda mutown, hakuna munhu asingagone kuverenga or kuziva mari. Ukanzwa anoti handizive ma USD ndabva ku Mozambique or Zambia, tiza. *Ukabatsira ziva kuti mari yako yese yaenda*

12. Mutown hamutsvagwe vasikana kana vakomana. Rega kutsvaga RUDO mutown but ziva zvawafambira. Munhu wese waunoona mutown ane munhu wake. *It's a trap, tiza, unobirwa*

13. Lastly, kana uchibudawo pamba pako, udzawo muvakidzani kuti uri kumbobuda or kufamba, hazvisi zve secret kuti uri

pindurai tinzwe varume
04/11/2024

pindurai tinzwe varume

04/11/2024

Murisei vehama ngatisangane pano tichikurukura. Iya account yakapindwa na tumbwi

Address

Fetakgomo

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Abraham Sithole Moyo posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share