07/06/2026
What's in the home office tonight. Ndozvakatirera izvi. Ndosaka uchiona chero ndiri mundege ndechitodya nyii. Last time I had a flight ✈️ to Zambia 🇿🇲 with my fellow business partner ndaitodya makosvo andainge ndaigirwa na Mbuya kubva kumusha Buhera. What excited me the most is that 4 seats next to me vese vakatozomadya and O turned the conversation into Business and created a very good relationship with them up to day.