Mr Mbambaira Zimbabwe

Mr Mbambaira Zimbabwe Plot 24 Landscape Farm, Nyabira

18/09/2026
mabasa evamweour client paInkomo
16/09/2026

mabasa evamwe
our client paInkomo

03/09/2026

Good day Zimbabwe
kune vakasarudzwa kuwana mbeu pachena this coming season tinoti makorokoto,
uye mukana uchiripo kune avo vangadai vachifanirwa kuwana mbeu pachena zvakare
takanangana nevari kumaRuwa chete, pachiitwa wongororo yekuona kuti makakodzera here,nokudaro shoko ngarifambe uye tigadzirire sezvo tatarisana nemwaka shoko ngarisvike kunyangwe nekune avo vasiri pamafacebook nokuti ndoo varidzi vechirongwa chino,

Gore rino nerinouya Community yedu ngaikure munhu wese kumunda Mr Mbambaira Zimbabwe

Irine
31/08/2026

Irine

27/08/2026

get in touch

Address

Plot 24 Landscape Farm Nyabira
Nyabira

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Mr Mbambaira Zimbabwe posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share