06/08/2026
hatisikurwa hazvisi zve politics ndezvebhora but chikumbiro kuvakuru kutanga ndokukwazisai mose 🙏nhasi ndauyawo nenyaya yangu ndati ndinyore mururimi rwamai tofunga maona mose zvaitika kuchikwata che Dynamos FC nyaya iyoyi yandibata zvakanyanya zvandipa kuti ndinyorere vakuru ve Sports mu Zimbabwe 🇿🇼 chokwadi tarisaiwo nerudo bhora remunyika medu Mari ye league ishoma hurumende ngaipindire patsvagwewo sponsor arinani kana kuti hurumende iisewo ruoko Dynamos failed kubhadhara 13k cash club hombe yakakura kudaro mukana watoenda nekuda kwemari shoma yakadaro please itaiwo action musamirire pressure inozobva kunevamwe vanhu simudxiraiwo bhora redu please season yebhora nekureba kwayakaita the winner will take $100k chete Panenge pashandiswa marii kusvika pakuhwinha cup iyoyi ma players anenge atambirawo marii please garai pasi muongorore nyaya iyo
Emmerson Dambudzo Mnangagwa