MOX Liquor WHOLE SALE

MOX Liquor WHOLE SALE UP UP AMENDMENT BILL #3

14/03/2026

2030

14/03/2026

UP UP AMENDMENT BILL #3

14/03/2026

*TEAM ZANU PF DEVELOPMENT NEWS UPDATES*

VISION2030 IS UNSTOPPABLE!!
ZANU PF WOMEN'S LEAGUE HARARE PROVINCE

MAGETSI ANOTEVERA TAMBO,TOSE KU2030🇿🇼
✅Amendment Bill Number3 Ndokuti Development.

Chakanaka,Chakanaka zvimwe zvinoda kutendwa,Kubva zvakapinda Second Republic New Dispensation tichitungamirwa na *His* *Excellency* *President* *Cde* *Dr* *Emmerson* *Dambudzo* *Mnangagwa* ,Zvokwadi Shumba Murambwi vakadira tsvigiri paZimbabwe zvinhu zvakufaya,Zimbabwe yangova huchi hwega hwega zvakutapira zvekuvereva👌.

Zvichitapira kudai,Isu tavekuda kugara tichingotapirirwa mazuva ose, *VaMnangagwa* hamuendi musati mapedza basa renyu ramakavamba rekuvaka Madzimbabwe redu,Zvokwadi *Shumba* *Murambwi* tichiri kukudai pabasa baba,Vana venyu tachema chema tisusukidzei, *Baba* *Mnangagwa* fambai nesu kusvikira matisvitsa *ku2030* kunova kune huchi nemukaka, *VaMnangagwa* tinokudai baba,Munotigonera uye munotipasa manyemwe nekugona basa kwamuri kuita *Shumba* *Murambwi* mhondoro yeMadzimbabwe mutsika panotinhira,Muvaki wayo nyika *Madzimbabwe* redu.

ZANU PF WOMEN'S LEAGUE HARARE PROVINCE
@ *Provincial* *Chairlady* *Cde* *Babra* *Mwale*

Mudhara Wedu Kubva Kudhara.
Mukuru Wevakuru Ndivo Vakuru.
Zvine Mazera,Hapamihwe Mihwe.
Ndeye Budiriro,Musativhiringa.
Mberi,Isu Tichivatsigira.
Vakazvipira Kuvaka Madzimbwe.
Shumba Murambwi Fambai.
Muri Simbi Yebasa Baba.
Zvenyu Basa Mukuru,Pa2030👍.
.
.
----------------------------
*CDE* *MR* *POLITICIAN* 🐊
----------------------------

28/01/2026

With Brenda Tendai Gora – I'm on a streak! I've been a top fan for 13 months in a row. 🎉

22/12/2025
22/12/2025
23/05/2025

With Brenda Tendai Gora – I'm on a streak! I've been a top fan for 4 months in a row. 🎉

04/02/2025

5713 followers, 22 likes, 3 comments

04/02/2025

TikTok | Make Your Day

Good news
04/02/2025

Good news

TikTok | Make Your Day

14/04/2024

Fantan DJ hero basa

Address

CBD
Bulawayo

Telephone

+263774476885

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when MOX Liquor WHOLE SALE posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to MOX Liquor WHOLE SALE:

Share