Tafadzwa Chari

Tafadzwa Chari Ta

Good car
27/08/2021

Good car

Makadini muno
26/08/2021

Makadini muno

Mabuildings akudirwa mari vanhu vashe pakuda Nyasha mhuri dzirarame 22k tichitaur Murehwa District Pachigogodza are long...
18/07/2021

Mabuildings akudirwa mari vanhu vashe pakuda Nyasha mhuri dzirarame 22k tichitaur Murehwa District Pachigogodza are long Marondera highway ndibatei pa0776881737 faster pakufamba mhuri dzingaparare tifarewo tese Mwari ngaakugonesei tatenda

16/06/2021

Mwari wamasimba makasika denga nenyika yenyu yamakada nerudo rwenyu makatida tose tirangarirei tichengetei Mwari panguva ino .Ndinokumbira dareguru ravatumwa vachengete nyika yenyu baba izere nematambudziko asi tinovimba nemi Mwari .Ndimi makada kuti tirarame panyika muine chinangwa zadzisai ishe kuvaranda venyu .kuti vanoramba zitarenyu vagoona hukuru hwenyu vadzoke panzira dzohupenyu husingapere .hwakaropafadzwa tiri vatadzi asi munoregerera ziso renyu ngaritarire rigorwira vanhu venyu vatadzi vagoziva simba renyu .mbiri yose toisa kwamuri nedare renyu rigerenemi baba .Aman

16/06/2021
15/06/2021
30/05/2021

Mbiri kuna Mwari ndivo mukuru pazvose rudo rwavakatipa kubvira pakusikwa kwenyika ino Mwari vaida
Kuti tigare hupenyu husinga pere ndobva atipa simba Pasi pezuva .Asi Lusifa ayiva mukuru wengirozi akatarira akafadzwa nenyika .akava nokuvikudza kuna Baba vakanga vamupa simba .Ndokubva adzikiswa pano panyika kuti asotambudza Nokuda kutonga sezvo ndiye ayituma naBaba akavane godo Pahupenyu hwako iwe kuti chakanaka chionekwe pauri anotambudza achitsausa vanhu panzira dzaBaba vedu ndizvo zvaakauyira pano .Asi baba vakatarira
Nyika yavo ndokunzwa tsitsi nokuti ndibaba vedu tikarasika pamutemo yavo vanotiregerera votiyeuchidza mutemo uripo pakutidzora pama raramiro edu .Vakatuma Mutumwa akagara panyika chinangwa chakanga chiri chokuti vanhu vasiye zvakaipa uye vagoziva kuti tichanorarama hepenyu husingapere kuburikidza nekuterera kwaunoita kuna baba Vekudenga Jesu aka tumwa kuzoyeuchidza Sungano yemunhu namwari nekuti fira pazvivi
Zvedu NDIDZONYASHA DZAMWARI .SATAN HAANA DZVIMBO KUDENGA .NAVANHU VAKE ,NGATISHINGE TIVAVARIRE USANYENGERE TICHADZOKERA KUNABABA NYIKA TICHAISIYA NEZVINHU ZVAYO ,RANGARIRA KUTAMBUDZWA KWAJESO NDIHO HUPENYU UZERE NENHAMO NEMATAMBUDZIKO NOKUTI SATAN ARIKUDA KUTI UYITE KUDA KWAKE ASI .IWE RANGARIRA ZVATAKAVIMBISWA NABABA VEDU NDIHO HUPENYU JESU ANOTIDA .AMEN

Address

Chitungwiza
Harare
TRADE

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Tafadzwa Chari posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Tafadzwa Chari:

Share