Mabhero/bales for sale

Mabhero/bales for sale I supply sealed bales/mabhero free delivery countey wide just conatct tatenda +27694160025 /+27697264279

21/07/2026

Big shout-out to my newest top fans! Mudare Wellington

17/07/2026

*Hello hello. I am back again your number one Bale dealer the best dealer. Varungu ndauya nawo zvekare mabhero enyu emhando yepamusorosoro. Hamawe walala wasara zviri kufaya kani Huya utore rako bhero hamawe. Zvamazuvano zvakudawo kaextra source of income hazvichangode kuramba makatarisira paSalary to cover your monthly Financial obligations.

Hamawe ndiri kuti Huya utore Children's mixed yako uwanewo kako kamubato kemaoko
Hazvina ndinoenda kubasa izvi
Unotengeserawo avo vaugere navo munharaunda mako
Wotoona kuti nhamo inotuta mabag ayo ichibuda mumba mako

Amai musatarisire kuti baba ndivo vachauya nemari yesalt nesugar zvimwe zvinoda muchibatsirana sweraiwo muchiitira nyaya dzenyu pabhero renyu
Wanaiwo mubato wemaoko uwanewo cheuviri
Unotoitawo your own boss

Bhero unovigirwa pamba pako pamusiwo pako
Unovhura usati wabhadhara Mari yako
We give you advice on how to sell your bales zvinopa profit inoita kuti urambe uri mubusiness
Tinokubatsira zvakare kusarudza bhero rinokupa Mari or ratingati ririkurira mumarket
Varungu don't hesitate to WhatsApp me on
+27697264279

Zvakadzora kweduπŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯
Huya utore bhero rakoπŸƒπŸΌβ€β™€οΈπŸƒπŸΌβ€β™€οΈπŸƒπŸΌβ€β™€οΈπŸƒπŸΌβ€β™€οΈπŸƒπŸΌβ€β™€οΈπŸƒπŸΌβ€β™€οΈπŸƒπŸΌβ€β™€οΈ

14/07/2026

Huya ku inbox or WhatsApp +27697264279 uise order yako yebhero uswere wakutora Mari.
Ndokuvimbisa kuti ukatora bhero rangu hauwane complain asi mufaro bedzi bcz good quality bales only.
Free delivery country wide
Pay on delivery
Zimbabwe yose

Bhero Rema comforters +27697264279
11/07/2026

Bhero Rema comforters +27697264279

Vamwe vakuita Mari nemabhero iwe ukumirirei ndibate uswere wakuitawo Mari +27697264279
11/07/2026

Vamwe vakuita Mari nemabhero iwe ukumirirei ndibate uswere wakuitawo Mari +27697264279

Mixed dresses +27697264279
11/07/2026

Mixed dresses +27697264279

Tights
11/07/2026

Tights

Address

Harare

Telephone

+27847392780

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Mabhero/bales for sale posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share