09/11/2021
https://chat.whatsapp.com/FK0WfQ5YGi54K4kOqNC6mA
GROUP 1
https://chat.whatsapp.com/KWlGlhXvldnL5HXS21a9Ff
GROUP 4
https://chat.whatsapp.com/HUCaJuhLE1JFbaVKWqx5O3
GROUP 3
https://chat.whatsapp.com/GQ8vn1t3DUHIwGQrIVgLQH
*ETERNAL CRUSH*🍂🍂
https://wa.me/263772715501
+263713648722
[email protected]
Story by Hazie
Chapter 17
*To be Onsale from 20 inbox for payments rakatopera..*
Ndiri pakati pekurwisana nepfungwa dzangu ndakaonawo Mich wandiisira call,
"Hallo Michael"
"Hesi baby ,ko kurova chido chemoyo wangu"
""Ndiriko zvangu , ummm zvinhu zvacho zvaiva zvakandiwandira, iwe kana kumbofonawo hako"
"Hazvirevi rudo handina mudiwa wangu asi iii basa raivawo rakandibata"
"Kubva zvakanaka was wondering urikuiteyi hako"
"Ndakusuwa Sasha"
"I miss you too"
"Huya zveee ndikuone"
"Kupi?"
"Iwe unoda ndikuonerepi"
"Ummm no idea ndikutodawo kunzwa kwauri hangu"ndakadaro ndichiseka hangu
"K*k saka unosekeyi nhayi baby"
"Kunakidzwa zvangu Mich"
"Ok unouya kumba kwangu , "
"Kumba kwako?"
Ndakaita sendaiva ndisina kunzwa but ndakakasika kuzvidzora kuti Michael usatombofungira zvake kuti ndaiva ndafungira kure
"Yes, unouya kumba kwangu umboonawo pandinogara baby"
"Oooh ,okie"
"You're sweet baby,chigadzirira hanty , I'm waiting for you my sweet Queen"
"Okie ,will be there soon"
"Ok Queen, umbosiyawo wanditsvairira"
"K*k if you recall those words of Judge Lynn Toler on divorce Court hanzi don't play roles of a wife whilst you are still a girlfriend🤭"
"Tseke , that's crazy"
"Byee chirega ndigadzirire"
Ndaivawo neka excitement kekuenda kumba kwaMichael kuti tinyatsowana nguva tiri vaviri pasina noise uye mvenge mvenge ndichimuudzawo what my grandma said uye zvekutiwo tinoongoroorwa ropa sezvo taiva nenguva yati rebei tichifambidzana, ndakamboti ummm ko kukazoitika zvimwe
"Hey Sasha,s*x its all about your mind, i want to clear the word s*x mubrain dzangu kunyangwe pandinopinda mumba maMichael handitombodi kuti pfungwa iyi idzoke mundangariro dzangu kwete,ndakakwira kombi yangu zvakanakisa ndokunanga Avondale kwaaigara apa handina kana nokurasika nekuti pandakangosvika pamashops I called him ndokundiudza mafambiro ,ndakasvika pagate ndokutowana kuti aiva atovhura hake nechekare saka ndakangopinda ndokungoisa lock zvangu ndisina kukiya gate racho,kwaiva kuri very quiet zvekuti shiri nemota ndozvega zvainzwikwa,ummmm smart yaiva pamba pacho yaisamboratidza kuva pamba pane a bachelor noo asi paitoita sepane munhu kadzi waitsvaira chivanze chacho , lawn was well trimmed maflowers akanga akanyatsosimwa zvaienderanawo neseason coz ainyatso bloomer, ndaifamba hangu zvakadzikamira coz i know kuti wakandidongorera paakanzwa kuvhurwa kwegate,ndakatanga kusvitarisa kuti ndaisazooisawo munhu pamuedzo asi i find kuti my jumpsuit was a bit short reveling my yellow thighs,ndakabudita kajira kekuvhara makumbo angu kana ndichinge ndagara kuti ziso raMichael risatombogara rasvika zvaro ipapo,
Ndakasvika padoor and then i knocked
"Welcome sweetheart ummncwaaa mncwaa"
He said kissing both of my cheeks uku ndaiva ndongonyara nekuti ndakanga ndisati ndambosangana naMichael pa environment yakaita seiyoyo, he was wearing his boxer short ne vest zvekuti i couldn't allow my self to set my eyes on him, akabva aisa ruoko rwake seri kwewest yangu ndokumbomira neni padoor achirivhara..
"Wanga warova baby wangu hummm"
"Ndanga ndiriko"
"Sure"
Ndakagutsirira musoro ndichitarisa kukura kwemba yacho, sofa raiva rino a fancy black leather sofa mutitidza wema TV sales chaiwo...yaiva a complete house yakazara nezvinhu zvayo kare...
"Lets go baby"
Akatanga kundinanaidza zvishoma hedu ndokunondigarisa paso zvekuti ndaiva ndapusiswa chaiko ndakanga ndangotarisa kutv chete,
Akazodzoka ndokugara paside pangu...
"Chimbonditarisawo ka nhayi baby ndifare"
"Ah kuti ndinodeyi nhayi Michael"
"Kungonditarisawo chete baby kani,just once"
Ndakasimudza musoro wangu ndokutarisana mumaziso ,,,,
"Sasha wakanaka baby"
"Thank you"
I said ndotarisa kuside
"Saka kutarisa kuside kusada kunditarisa here sweetheart"
"Nope"
"Seyi always uchifarira kutarisa kuside than kunditarisa?"
"Ahh ndokwandofarira hangu"
"Hooo,ah its okie baby,Ndakugadzirira a best menue like you"
"Really? Are you good at cooking?"
He laughed "yes baby"
"You must be joking right"
"😂why you doubt me Sasha"
"Lol okie ,mabikeyi Chef Michael"
"Well roasted full Chicken and pasta"
"Lol i gues it must be delicious right"
"Of course baby wait and see"
Michael akabva asimuka ndokumhanyira kukitchen uko kwaiita kubva ka aroma chaiko ndaiva ndorwera rute nekunhuwirira kwaiita chikafu chacho,
"Michael"
"Yes baby"
"Water to drink please"
"Coming sweet Queen"
"Yooo matopfeka iri apron😂"
"K*k today im your MasterChef sweetheart ,wait and see, I'm going to spoil you with sweetest pies" akadaro Michael achiuya nechepanzeve pangu ndokunditi neka whispering voice
"Chero ndikabika hangu zvinonaka don't think ndingabika zvinopfuura iwewe"
"Michael!"
Ndakadaro ndashaya kana neword rese iye akabva abva pandiri ndokunomira a bit far hake achiseka coz ndaitoda kumupa kambama saka pandakangomudana ndasimuudza ruoka abva atotiza...
Akatanga hake kupedzisa kubika ukuwo ndaingova ndigere ndichingotarisa hangu imba yose,
"Ummm Michael,are you saying wakatenga zvinhu zvose izvi?"
"Why you ask baby"
"Aaah kuita somunhu kadzi ,kasi une mukadzi"
Akabva atanga hake kuseka achiiuya kwandiri
"its a long story Sasha"
"What do you mean"
"Yeah ,inotodawo rimwe zuva rakazvimiririra"
Ndakabva ndatopera kana appetite chaiyo, ko zvanga zvorevei zvakare kana Mich otaura achidayi?Iye haana kana kuvhunduka akatoenderera zvake mberi nekubika kwake ,ndakatanga kutarisa imba yose ndichiti kuda ndingangoona kabhutsu kemwana mudiki kana hembe yemunhu kadzi asi ndakashaiwa zvose izvi...
"Breakfast is done baby!"
Ndakatozovhundutswa nevoice rake zvekuti ndakatoita kakuvhundukira
"Is anything bothering you sweetheart" he asked me
"No ,, nothing kutovarairwa hangu" I lied giving him a fake smile,ndakazongozviudza kuti Sasha stop meditating zvinhu zvausina chokwadi nazvo coz the more you meditate is the more yaunoona like chokwadi. ndaimbodawo timbofara tiri vaviri pasina kufungirana though pfungwa iya yakanetsa kubuda mubrain dzangu...
"Chiswedera padhuze neni kani baby,ungabva waita like wakagara nasekuru vako"
"Zvatakangogara pasofa rimwe nhayi Michael"
"Kasi apa pandiri panoruma"
"Kwete"
"Or ukunditya"
"Kwete "
"Saka chii nhayi chido chemoyo wangu hummmm"
He said nekavoive kaivapasi zvekuti ndakabva ndatotangawo kuyemerera seka 2 year old chaiko
"Ndakaneta ini Michael ,ndanga ndisina kugara zvakanaka ini mukombi pandauya"
"Chiuya uzorera pachest pangu mudiwa wangu chiuya ooh"
Akadaro achindidhonzera kwaari uku ruoko rwake rwerufyi rwaiva rwakabata muchiuno changu zvekuti nyama dzangu dzose dzakaita ku vibrater chaiko.zvinyoro nyoro ndakaswederawo ndokuisa musoro wangu pachipfuva chake zvekuti i felt like Mrs Chivi ,ndirini ndaito runner that house, Michael akatanga kupuruzira musana wangu zvaiva sweet and soft,
"Babyy"
Ndakanzwa his voice richibuda like munhu asisina voice ndikaziva kuti he was in another level,I raised my head zvishoma looking straight in his eyes ,ndakaona musoro wake uchidzika zvishoma nezvishoma ndokubata dama rangu zviri soft ,I closed my eyes ..That moment i felt his tongue licking my lips zviri romantic, ndakamboshinga kuti ndivhare muromo wangu but i gave up, he wasn't saying anything but his breathe was little heavy..ndakatanga kunzwa his hands fondling my b***s and buttocks, i couldn't control it..i was holding his neck zviri tight and sweet,ndainzwa everywhere kuti ndaiva ndotsva and i was already wet...
"Michael kaniiiii"
End of chapter
WhatsApp Group Invite